Zekaria 12:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Zvino nezuva iro ndichatsvaka kuparadza ndudzi dzose dzavanhu dzinomukira Jerusaremu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino nezuʋa iro ndicatȿaka kuparadza ndudzi dzose dzaʋanhu dzinomukira Jerusarema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvichaitika kuti panguva iyoyo chandinenge ndichitotsvaka kuparadza marudzi ose anenge auya kuzorwisa Jerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvichaitika kuti panguva iyoyo chandinenge ndichitotsvaka kuparadza marudzi ose anenge auya kuzorwisa Jerusaremu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Pazuva iroro ndichaenda kundoparadza ndudzi dzose dzinorwisa Jerusarema. Viz kapitola |