Zekaria 11:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Ndikaparadza vafudzi vatatu nomwedzi mumwe, nokuti mweya wangu wakanga waneta navo, nemweya yavo yakandisemawo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndikaparadza ʋafudzi ʋatatu nomŋedzi mumŋe, nokuti mŋeya waŋgu wakaŋga waneta naʋo, nemŋeya yaʋo yakandisema ʋo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nomwedzi mumwechete chaiwo, ndakaparadza vafudzi vatatu. Asi ndakazodzamara ndotsamwa kwazvo nadzo, idzo dzaiita daka neni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Nomwedzi mumwechete chaiwo, ndakaparadza vafudzi vatatu. Asi ndakazodzamara ndotsamwa kwazvo nadzo, idzo dzaiita daka neni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Mumwedzi mumwe chete ndakadzinga vafudzi vatatu. Boka rakandivenga, uye ndakatanga kuneta naro Viz kapitola |