Zekaria 11:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Inzwai izwi rokuungudza kwavafudzi! Nokuti kukudzwa kwavo kwaparadzwa; inzwai izwi rokuwomba kwavana veshumba! Nokuti kuzvikudza kwaJorodhani kwaitwa dongo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Inzwai inzwi rokuwuŋgudza kwaʋafudzi! nokuti kukudzwa kwaʋo kwaparadzwa; inzwai inzwi rokuʋomba kwaʋana ʋeshumba! nokuti kuɀikudza kwaJoridani kwaitwa ɗoŋgo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Terera unzwe mhere yavafudzi nokuti mbiri yavo yaparadzwa. Heko kudzvova kweshumba nokuti jokotywa resango, sango raJorodhani raparara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Terera unzwe mhere yavafudzi nokuti mbiri yavo yaparadzwa. Heko kudzvova kweshumba nokuti jokotywa resango, sango raJorodhani raparara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Inzwai kuungudza kwavafudzi; mafuro avo akapfuma aparadzwa! Inzwai kuomba kweshumba, sango rinoyevedza reJorodhani raparadzwa! Viz kapitola |