Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 10:5 - Shona Bible 1949 revised 2002

5 Vachava semhare dzinotsika vavengi vadzo pasi pakurwa mumatope enzira dzomumusha; vacharwa nokuti Jehovha anavo; vatasvi vamabhiza vachanyadziswa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ʋacaʋa semhare dzinotsika ʋaʋeŋgi ʋadzo pasi pakurwa mumatope enzira dzomumusha; ʋacarwa nokuti Jehova unaʋo; ʋataȿi ʋamabiza ʋacanyadziswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Vose pamwechete vachava magamba chaiwo avarume vehondo, vanotsokodzera muvengi mumatope omumigwagwa. Vacharwa hondo nokuti TENZI anavo. Vachapazamisa musoro vatasvi vamabhiza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Vose pamwechete vachava magamba chaiwo avarume vehondo, vanotsokodzera muvengi mumatope omumigwagwa. Vacharwa hondo nokuti TENZI anavo. Vachapazamisa musoro vatasvi vamabhiza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Pamwe chete vachava savarume voumhare vanotsika migwagwa ina matope pakurwa. Nokuti Jehovha anavo, vacharwa vachakunda vatasvi vamabhiza.

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 10:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy