Zekaria 10:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Kutsamwa kwangu kwakamukira vafudzi, ndicharova mutungamiriri; nokuti Jehovha wehondo wakashanyira boka rake, iyo imba yaJudha, achavaita sebhiza rake rakanaka pakurwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Kutsamŋa kwaŋgu kwakamukira ʋafudzi, ndicaroʋa nhoŋgo; nokuti Jehova wehondo wakashanyira ɓoka rake, iyo imba yaJuda, ucaʋaita sebiza rake rakanaka pakurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Hasha dzangu dzavirukira kwazvo vafudzi ivavo, saka ndichapa vatungamiriri shamhu yokuranga, nokuti TENZI wehondo nehondo ane hanya nedanga rehwai dzake iyo imba yokwaJudha. Uye achavaita samabhiza ake akanakisisa okurwisa nawo kuhondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Hasha dzangu dzavirukira kwazvo vafudzi ivavo, saka ndichapa vatungamiriri shamhu yokuranga, nokuti TENZI wehondo nehondo ane hanya nedanga rehwai dzake iyo imba yokwaJudha. Uye achavaita samabhiza ake akanakisisa okurwisa nawo kuhondo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 “Kutsamwa kwangu kunomukira vafudzi, uye ndicharova vatungamiri, nokuti Jehovha Wamasimba Ose achava nehanya namakwai ake, imba yaJudha, uye achavaita sebhiza rinodadisa pakurwa. Viz kapitola |