Zekaria 1:18 - Shona Bible 1949 revised 200218 Zvino ndakarinzira meso angu ndikatarira, ndikaona nyanga ina. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino ndakarinzira meso aŋgu ndikatarira, ndikaʋona nyaŋga inna. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ndakasimudza musoro ndikaona hedzo nyanga ina! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Ndakasimudza musoro ndikaona hedzo nyanga ina! Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo ndakasimudza meso angu, zvino hapo pamberi pangu paiva nenyanga ina! Viz kapitola |