Zekaria 1:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 Nomwedzi worusere, negore rechipiri raDhariusi, shoko raJehovha rakasvika kuna Zekariya, mwanakomana waBherekia, mwanakomana womuporofita Idho, richiti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Nomŋedzi worusere, negore recipiri raDariusi, shoko raJehova rakaȿika kunaZekaria, mŋanakomana waBerekia, mŋanakomana womuprofita Ido, riciti: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mumwedzi worusere, mugore rechipiri rokutonga kwaDhariusi, shoko raTENZI rakauya kuna Zekariya mwanakomana waBherekiya mwanakomana waIdho muporofita rikati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mumwedzi worusere, mugore rechipiri rokutonga kwaDhariusi, shoko raTENZI rakauya kuna Zekariya mwanakomana waBherekiya mwanakomana waIdho muporofita rikati, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 “Mumwedzi worusere wegore rechipiri raDhariasi, shoko raJehovha rakasvika kuna muprofita Zekaria mwanakomana waBherekia, mwanakomana waIdho richiti: Viz kapitola |