Online Bible

- Reklamy -

Zefania 3:9 - Shona Bible 1949 revised 2002

9 “Nokuti nenguva iyo ndichavigira vanhu rurimi rwakachena, kuti vose vadane zita raJehovha, vamushumire nomwoyo mumwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Nokuti neŋguʋa iyo ndicaʋigira ʋanhu rurimi rwakacena, kuti ʋose ʋaɗane zita raJehova, ʋamushumire nomŋoyo mumŋe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 “Eeka panguva iyoyo ndichapindura matauriro evechirudzi kuti vaite mutauriro mutsvene kuitira kuti vose zvavo vanamate zita raTenzi vamushandire nemwoyo mumwechete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 “Eeka panguva iyoyo ndichapindura matauriro evechirudzi kuti vaite mutauriro mutsvene kuitira kuti vose zvavo vanamate zita raTenzi vamushandire nemwoyo mumwechete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 “Ipapo ndichachenesa miromo yavanhu, kuti vose zvavo vadane kuzita raJehovha uye vamushumire nomwoyo mumwe.

Viz kapitola kopírovat

Zefania 3:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy