Zefania 3:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Jehovha uri mukati maro akarurama, haangaiti zvakaipa; zuva rimwe nerimwe mangwanani anobudisa pachena kururamisa kwake, asingadariki; asi asina kururama haazivi kunyara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Jehova uri mukati maro wakarurama, haaŋgaiti ɀakaipa; zuʋa rimŋe nerimŋe maŋgwanani unoɓuɗisa pacena kururamisa kwake, asiŋgaɗariki; asi usina‐kururama haaziʋi kunyara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Tenzi ari mukati maro akarurama, hapana chaanokanganisa. Mangwanani ari wose anoratidza ruenzaniso rwake, mambakwedza oga oga haakundikani. Asi vanhu vasina ruenzaniso havazivi chinonzi kunyara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Tenzi ari mukati maro akarurama, hapana chaanokanganisa. Mangwanani ari wose anoratidza ruenzaniso rwake, mambakwedza oga oga haakundikani. Asi vanhu vasina ruenzaniso havazivi chinonzi kunyara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Jehovha ari mariri mutsvene; haaiti zvakaipa. Mangwanani oga oga anotonga nokururamisira kwake, zuva rimwe nerimwe idzva anoriuyisa, asi vasakarurama havanyari. Viz kapitola |