Online Bible

- Reklamy -

Zefania 2:7 - Shona Bible 1949 revised 2002

7 Mhenderekedzo dzichava dzavakasara veimba yaJudha; vachafudzapo makwai avo; vachavata pasi madekwana mudzimba dzeAshikeroni; nokuti Jehovha Mwari wavo achavashanyira nokudzosa kutapwa kwavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Mhenderekedzo dzicaʋa dzaʋakasara ʋeimba yaJuda; ʋacafudza’po makwai aʋo; ʋacaʋata pasi maɗekwana mudzimba dzeAshkeroni; nokuti Jehova Mŋari waʋo ucaʋashanyira nokudzosa kutapxa kwaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Nyika yokumahombekombe kwegungwa ichava yechitsama chakasara chemba yokwaJudha ichiva mafuro avo uye nomudzimba dzeAshikeroni ndomavacharara zvavo kumanheru nokuti Tenzi, Mwari wavo achange avabvakachira achivadzosera makomborero avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Nyika yokumahombekombe kwegungwa ichava yechitsama chakasara chemba yokwaJudha ichiva mafuro avo uye nomudzimba dzeAshikeroni ndomavacharara zvavo kumanheru nokuti Tenzi, Mwari wavo achange avabvakachira achivadzosera makomborero avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Ichava yavakasara veimba yavaJudha; vachawana mafuro ikoko. Mumadekwana vachavata pasi mudzimba dzaAshikeroni. Jehovha Mwari wavo achavachengeta; Achavadzorera pfuma yavo.

Viz kapitola kopírovat

Zefania 2:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy