Online Bible

- Reklamy -

Zefania 2:5 - Shona Bible 1949 revised 2002

5 Vane nhamo vagere panyika iri pagungwa, irwo rudzi rwavaKeteti! Shoko raJehovha rinokutuka, iwe Kenani, nyika yavaFirisitia; ndichakuparadza, kuti parege kuzova anogarapo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ʋanenhamo ʋagere panyika iri paguŋgwa, irwo rudzi rwaʋaKereti! Shoko raJehova rinokutuka, iwe Kanani, nyika yaʋaFiristia; ndicakuparadza, kuti parege kuzoʋa unogara’po.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Muchawira zvenyu imi vagari vokumahombekombe kwegungwa, imi rudzi rwevanhu vechiKereti. Shoko raTenzi ranangana nemi. Iwe Kanani, nyika yevaFirisitia ndichakuparadza zvokusara musisina anogara imomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Muchawira zvenyu imi vagari vokumahombekombe kwegungwa, imi rudzi rwevanhu vechiKereti. Shoko raTenzi ranangana nemi. Iwe Kanani, nyika yevaFirisitia ndichakuparadza zvokusara musisina anogara imomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Mune nhamo imi munogara pedyo negungwa, imi vanhu veKereti; shoko raJehovha rinokurwisa, iwe Kenani nyika yavaFiristia. “Ndichakuparadza, uye hapana achasara.”

Viz kapitola kopírovat

Zefania 2:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy