Online Bible

- Reklamy -




Zefania 1:2 - Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Ndichaparadza chose zvinhu zvose zviri pasi pose ndizvo zvinotaura Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ndicaparadza cose ɀinhu ɀose ɀiri pasi pose — ndiɀo ɀinotaura Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Ndichanyatsotsvaira kutopedza zvose zviri pamusoro payo nyika. Ndizvo zviri kutaura Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Ndichanyatsotsvaira kutopedza zvose zviri pamusoro payo nyika. Ndizvo zviri kutaura Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Ndichatsvaira zvose kubva pamusoro penyika,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Viz kapitola kopírovat




Zefania 1:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy