Ʋatoŋgi 2:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Zvino Joshua mwanakomana waNuni, muranda waJehovha akafa, ava namakore ane zana negumi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino Joshua mŋanakomana waNuni, muranda waJehova akafa, aʋa namakore anezana negumi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Joshuwa mwanakomana waNunu muranda waTenzi akafa ava nezana ramakore ana makore gumi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Joshuwa mwanakomana waNunu muranda waTenzi akafa ava nezana ramakore ana makore gumi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Joshua mwanakomana waNuni, muranda waJehovha, akafa ava namakore zana negumi rimwe chete. Viz kapitola |