Ʋatoŋgi 2:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 nemi hamufaniri kuita sungano navanhu vagere panyika ino; munofanira kuputsa atari dzavo. Asi hamuna kuteerera izwi rangu; makaitireiko izvozvo?’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 nemi hamufaniri kuita suŋgano naʋanhu ʋagere panyika ino; munofanira kuputsa artari dzaʋo. Asi hamuna‐kuterera inzwi raŋgu; makaitireiko iɀoɀo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Imiwo regai kuita chitenderano navanhu vomunyika ino. Munofanira kupwanya atari dzavo.’ Asi imi hamuna kuteerera zvandakareva. Ko ndochii ichochi chamaita? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Imiwo regai kuita chitenderano navanhu vomunyika ino. Munofanira kupwanya atari dzavo.’ Asi imi hamuna kuteerera zvandakareva. Ko ndochii ichochi chamaita? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 uye imi musazoita sungano navanhu venyika ino, asi munofanira kuputsa aritari dzavo.’ Asi hamuna kunditeerera. Makaitireiko izvozvo? Viz kapitola |