ƲaRoma 9:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Nokuti shoko rakapikirwa ndirori, “Nenguva yakaita seino ndichauya, Sara achava nomwanakomana.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nokuti shoko rakapikirwa ndirori: Neŋguʋa yakaita seino ndicaʋuya, Sara ucaʋa nomŋanakomana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Chitsidzo chacho chaiti: “Ndichadzoka nguva yakaita seino iyi, ipapo Sara achava nomwana mukomana.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Chitsidzo chacho chaiti: “Ndichadzoka nguva yakaita seino iyi, ipapo Sara achava nomwana mukomana.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Nokuti aya ndiwo mashoko echipikirwa: “Panguva yakatarwa ndichauya, uye Sara achava nomwanakomana.” Viz kapitola |