ƲaRoma 9:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Jakobho ndakamuda, asi Esau ndakamuvenga.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Jakobo ndakamuɗa, asi Esau ndakamuʋeŋga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndiko kunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Jakobho ndiye waiva wapamwoyo pangu asi Esau akanga asiri wapamwoyo pangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ndiko kunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Jakobho ndiye waiva wapamwoyo pangu asi Esau akanga asiri wapamwoyo pangu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Jakobho ndakamuda, asi Esau ndakamuvenga.” Viz kapitola |