ƲaRoma 7:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Saka, hama dzangu nemiwo makaitwa vakafa kumurayiro nomuviri waKristu; kuti muve womumwe, iye akamutswa muvakafa, kuti tiberekere Mwari zvibereko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Saka, hama dzaŋgu nemi ʋo makaitwa ʋakafa kumurairo nomuʋiri waKristu; kuti muʋe womumŋe, iye wakamutswa paʋakafa, kuti tiɓerekere Mŋari ɀiɓereko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Saizvozvowo, hama dzangu, imi pamusana pokuva vamwe nomuviri waJesu, kumutemo muri vanhu vakafa, kuti muve womumwe, iye akamutswa kuvakafa kuti tiberekere Mwari muchero. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Saizvozvowo, hama dzangu, imi pamusana pokuva vamwe nomuviri waJesu, kumutemo muri vanhu vakafa, kuti muve womumwe, iye akamutswa kuvakafa kuti tiberekere Mwari muchero. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Saka, hama dzangu, nemiwo makafa kumurayiro kubudikidza nomuviri waKristu, kuti muve vomumwe, kuna iye akamutswa kubva kuvakafa, kuitira kuti tigobereka chibereko kuna Mwari. Viz kapitola |