ƲaRoma 5:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 watakawana naye mapindiro nokutenda munyasha idzi, dzatinomira madziri; ngatifare netariro yokuona kubwinya kwaMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 watakawana naye mapindire nokutenda munyasha idzi, dzatinomira madziri; ŋgatifare netariro yokuʋona kubginya kwaMŋari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 nokwaari tiitirwe nyasha sezvatiri. Tinofara nechitarisiro chembiri yaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 nokwaari tiitirwe nyasha sezvatiri. Tinofara nechitarisiro chembiri yaMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 watakawana naye mapindiro, nokutenda, munyasha idzi dzatakamira madziri zvino. Uye tinofara mutariro yokubwinya kwaMwari. Viz kapitola |