Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 4:7 - Shona Bible 1949 revised 2002

7 achiti, “Vakaropafadzwa vakaregererwa zvisakarurama zvavo, Navakafukidzirwa zvivi zvavo;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 aciti: Ʋakaropafadzwa ʋakakaŋganwirwa ɀisakarurama ɀaʋo, Naʋakafukidzirwa ɀiʋi ɀaʋo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 “Vakakomborerwa zvavo vakaregererwa kukanganisa kwavo, vane zvitadzo zvavo zvakafushirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 “Vakakomborerwa zvavo vakaregererwa kukanganisa kwavo, vane zvitadzo zvavo zvakafushirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 “Vakaropafadzwa avo vakaregererwa zvakaipa zvavo, vakafukidzirwa zvivi zvavo.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 4:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy