ƲaRoma 4:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Zvino kuno anobata basa, mubayiro haunzi ndowenyasha, asi ndowengava. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino kunounoɓate‐ɓasa, muɓairo haunzi ndowenyasha, asi ndoweŋgaʋa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Zvino kumunhu anoshanda mubayiro wake haunganzi chipo asi chinhu chaanofanira kupihwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Zvino kumunhu anoshanda mubayiro wake haunganzi chipo asi chinhu chaanofanira kupihwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Zvino kana munhu achiita basa, mubayiro wake hautorwi sechipo chokungopiwa, asi somubayiro wakamufanira. Viz kapitola |