ƲaRoma 4:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Nokuti Rugwaro runoti kudiniko? Runoti, “Abhurahamu akatenda Mwari, kukanzi kwaari ndiko kururama.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti Rugwaro runoti kuɗiniko? Runoti: Abrahama wakatenda Mŋari, kukanzi kwaari ndiko kururama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ko Magwaro Matsvene anotii, “Anoti: Abhurahamu akatenda muna Mwari zvikaita kuti anzi akarurama.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ko Magwaro Matsvene anotii, “Anoti: Abhurahamu akatenda muna Mwari zvikaita kuti anzi akarurama.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ko, Rugwaro runoti kudiniko? “Abhurahama akatenda Mwari, uye kukanzi kwaari ndiko kururama.” Viz kapitola |