ƲaRoma 4:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Nokuti dai Abhurahamu akaruramiswa namabasa ake, angadai ane chinhu chaangazvirumbidza nacho; asi haana pamberi paMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nokuti ɗai Abrahama akaruramiswa namaɓasa ake, uŋgaɗai anecinhu caaŋgaɀirumbidza naco; asi haana pamberi paMŋari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Dai kuri kuti Abhurahamu akaruramiswa namabasa, angadai aine chokuzvirumbidza nacho, asi kwete pamberi paMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Dai kuri kuti Abhurahamu akaruramiswa namabasa, angadai aine chokuzvirumbidza nacho, asi kwete pamberi paMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Nokuti dai Abhurahama akaruramisirwa namabasa, angadai aine chinhu chokuzvirumbidza nacho, asi kwete pamberi paMwari. Viz kapitola |