ƲaRoma 11:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Zvino tichatiiko? VaIsiraeri havana kuwana zvavakanga vachitsvaka, asi vakatsanangurwa ndivo vakazviwana; vamwe vakaomeswa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino ticatiyiko? ƲaIsraeri haʋana‐kuwana ɀaʋakaŋga ʋacitȿaka, asi ʋakasanaŋgurwa ndiʋo ʋakaɀiwana; ʋamŋe ʋakawomeswa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvino toti kudii? Toti, Isiraeri yakakundika kuwana zvayaitsvaka. Vaakasarudza ndivo vakazviwana. Asi vamwe vose vakaomaradzwa mwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Zvino toti kudii? Toti, Isiraeri yakakundika kuwana zvayaitsvaka. Vaakasarudza ndivo vakazviwana. Asi vamwe vose vakaomaradzwa mwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Zvino tichatiiko? Zvakatsvakwa navaIsraeri nokushingaira havana kuzviwana, asi vasanangurwa ndivo vakazviwana. Vamwe vakaomeswa mwoyo, Viz kapitola |