ƲaRoma 11:35 - Shona Bible 1949 revised 200235 Ndianiko akatanga kumupa, kuti aripirwezve? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ndianiko wakataŋga kumupa, kuti aripirwe ɀe? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Kana akambomupa chipo chokuti azodzorerwa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Kana akambomupa chipo chokuti azodzorerwa, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 “Ndianiko akambopa kuna Mwari kuti Mwari angamuripirazve?” Viz kapitola |