ƲaRoma 11:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Mwari haana kurasa vanhu vake vaakaziva pakutanga. Ko hamuzivi kuti Rugwaro runoti kudini pamashoko aEria here? Kuti anokumbira kuna Mwari pamusoro pavaIsiraeri, achiti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Mŋari haanakurasha ʋanhu ʋake ʋaakaziʋa pakutaŋga. Ko hamuziʋi kuti Rugwaro runoti kuɗini pamashoko aEria here? Kuti unokumbira kunaMŋari pamsoro paʋaIsraeri, aciti: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mwari haana kuramba vanhu vake vaakafanoziva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Mwari haana kuramba vanhu vake vaakafanoziva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Mwari haana kurasa vanhu vake, avo vaakaziva pakutanga. Hamuzivi here zvinorehwa noRugwaro pandima inotaura nezvaEria, kuti akakumbira sei kuna Mwari pamusoro peIsraeri achiti, Viz kapitola |