ƲaRoma 10:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Nokuti Mosesi anonyora achiti, “Munhu, anoita kururama, kunorehwa nomurayiro, achararama nazvo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti Mosesi unonyora, aciti, munhu, unoita kururama, kunorebga nomurairo, ucararama naɀo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mosesi akanyora achiti, “Munhu anochengeta ururami hunobva mumutemo achararamawo nawo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mosesi akanyora achiti, “Munhu anochengeta ururami hunobva mumutemo achararamawo nawo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mozisi anonyora pamusoro pokururama kwomurayiro, achiti, “Munhu anoita zvinhu izvi achararamiswa nazvo.” Viz kapitola |