Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 9:22 - Shona Bible 1949 revised 2002

22 Zvirokwazvo, tingati pamurayiro zvinhu zvinenge zvose zvinonatswa neropa; uye kana kusina ropa rinoteurwa, hakuna ruregerero.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ɀirokwaɀo, tiŋgati pamurairo ɀinhu ɀineŋge ɀose ɀinonatswa neropa; ʋuye kana kusineropa rinoteʋurwa, hakunekaŋganwiro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Uye maererano nomutemo tingangoti zvinhu zvose zvinochenurwa chete neropa. Pasina kudeurwa kweropa hapana kuregererwa kwezvitadzo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Uye maererano nomutemo tingangoti zvinhu zvose zvinochenurwa chete neropa. Pasina kudeurwa kweropa hapana kuregererwa kwezvitadzo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Zvirokwazvo, murayiro unoda kuti zvinhu zvinenge zvose zvinatswe neropa, uye pasina kuteurwa kweropa hapana kuregererwa.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 9:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy