ƲaHeberu 8:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Nokuti mupristi mukuru mumwe nomumwe akagadzwa, kuti abayire Mwari zvipo nezvibayiro; naizvozvo naiye aifanira kuti ave nechaangabayirawo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti muprista mukuru mumŋe nomumŋe wakagadzwa, kuti aɓayire Mŋari ɀipo neɀiɓayiro; naiɀoɀo naiye waifanira kuti aʋe necaaŋgaɓayira ʋo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mupristi mukuru oga oga anogadzwa kuti apire zvipo nezvibayiro. Naizvozvo mupristi iyeyo anofanira kuva nezvipo zvaanopira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mupristi mukuru oga oga anogadzwa kuti apire zvipo nezvibayiro. Naizvozvo mupristi iyeyo anofanira kuva nezvipo zvaanopira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Muprista mukuru, mumwe nomumwe, akagadzwa kuti ape zvipo nezvibayiro kuna Mwari, naizvozvo zvakanga zvakafanira kuti uyu ave nechokubayirawo. Viz kapitola |