ƲaHeberu 6:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 vakaravira shoko rakanaka raMwari, namasimba enyika inouya, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 ʋakaraʋira shoko rakanaka raMŋari, namasimba enyika inoʋuya, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 vakaravira kunaka kweShoko raMwari nesimba roupenyu huchauya, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 vakaravira kunaka kweShoko raMwari nesimba roupenyu huchauya, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 vakaravira kunaka kweshoko raMwari uye namasimba enyika inouya, Viz kapitola |