ƲaHeberu 5:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Nemhaka iyo iye amene anofanira kuzvibayira pamusoro pezvivi zvake, sezvaanobayira zvavanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nemhaka iyo iye amene unofanira kuɀiɓayira pamsoro peɀiʋi ɀake, seɀaanoɓayira ɀaʋanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndokusaka achifanira kuti apire zvibayiro zvokuripira zvitadzo zvake pachake nezvitadzo zvavanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndokusaka achifanira kuti apire zvibayiro zvokuripira zvitadzo zvake pachake nezvitadzo zvavanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ndokusaka achifanira kupa zvibayiro zvezvivi zvake, pamwe chete nezvezvivi zvavanhu. Viz kapitola |