ƲaHeberu 3:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Naizvozvo, sezvinotaura Mweya Mutsvene, achiti, “Nhasi, kana muchinzwa izwi rake, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Naiɀoɀo, seɀinotaura Mŋeya Mutȿene, aciti: Nhasi, kana mucinzwa inzwi rake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Naizvozvo sokutaura kwaMweya Mutsvene anoti: “Nhasi kana monzwa izwi rake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Naizvozvo sokutaura kwaMweya Mutsvene anoti: “Nhasi kana monzwa izwi rake, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Naizvozvo, sezvinotaura Mweya Mutsvene achiti: “Nhasi, kana muchinzwa inzwi rake, Viz kapitola |