Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 3:2 - Shona Bible 1949 revised 2002

2 akanga akatendeka kuna iye akamugadza, saMosesiwo mumhuri yake yose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 wakaŋga akatendeka kunaiye wakamugadza, saMosesi ʋo muimba yake yose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Aiva munhu wakatendeka kuna iye wakamusarudza; sokutendekawo kwakanga kwakaita Mosesi mumba maMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Aiva munhu wakatendeka kuna iye wakamusarudza; sokutendekawo kwakanga kwakaita Mosesi mumba maMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Akanga akatendeka kuna iye akamugadza, saMozisi akanga akatendeka muimba yose yaMwari.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 3:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy