ƲaHeberu 3:15 - Shona Bible 1949 revised 200215 zvichinzi, “Nhasi, kana muchinzwa izwi rake, Musaomesa mwoyo yenyu, sapanguva yokutsamwisa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 ɀicinzi: Nhasi, kana mucinzwa inzwi rake, Musawomesa mŋoyo yenyu, sapaŋguʋa yokutsamŋisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvazvinonzi: “Nhasi kana monzwa izwi rake musazoomesa mwoyo yenyu sapachimurenga paya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Zvazvinonzi: “Nhasi kana monzwa izwi rake musazoomesa mwoyo yenyu sapachimurenga paya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Sezvazvakataurwa zvichinzi: “Nhasi, kana muchinzwa inzwi rake, musaomesa mwoyo yenyu sezvamakaita panguva dzokumukira.” Viz kapitola |