Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 13:2 - Shona Bible 1949 revised 2002

2 Musakanganwa kuitira vaeni rudo; nokuti vachidaro vamwe vakagarisa vatumwa mumba, vasingazvizivi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Musakaŋganwa kuitira ʋaeni ruɗo; nokuti ʋaciɗaro ʋamŋe ʋakagarisa ʋatumŋa mumba, ʋasiŋgaɀiziʋi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Musarege kugamuchira vaenzi zvakanaka nokuti nokuita izvozvo vamwe vakachengeta vatumwa vasingavazivi kuti vatumwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Musarege kugamuchira vaenzi zvakanaka nokuti nokuita izvozvo vamwe vakachengeta vatumwa vasingavazivi kuti vatumwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Musakanganwa kuitira vaeni rudo, nokuti vamwe mukuita izvi vakashumira vatumwa vasingazvizivi.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 13:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy