ƲaHeberu 11:32 - Shona Bible 1949 revised 200232 Ndichataurireiko zvimwe? Nokuti ndichapererwa nenguva, kana ndikataura zvaGidheoni, naBharaki, naSamisoni, naJefita, naDhavhidhi, naSamueri, navaporofita; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ndicataurireiko ɀimŋe? Nokuti ndicapererwa neŋguʋa, kana ndikataura ɀaGideoni, naBaraki, naSamsoni, naJefta, naDavidi, naSamueri, naʋaprofita; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Ko ndotaura zvimwe zvipiko? Nguva haimbondibvumira kuti nditaure nezvaGidheoni naBharaki naSamusoni naJefuta nezvaDhavhidhi naSamueri uye nezvavaporofita Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Ko ndotaura zvimwe zvipiko? Nguva haimbondibvumira kuti nditaure nezvaGidheoni naBharaki naSamusoni naJefuta nezvaDhavhidhi naSamueri uye nezvavaporofita Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Uye ndichataureiko zvimwe? Handichina nguva yokutaura pamusoro paGidheoni, Bharaki, Samusoni, Jefuta, Dhavhidhi, Samueri, navaprofita, Viz kapitola |