ƲaHeberu 10:37 - Shona Bible 1949 revised 200237 “Nokuti kanguva kaduku-duku kachiko, Iye anouya, achauya, asinganonoki. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Nokuti kaŋguʋa kaɗuku‐ɗuku kaci’ko, Iye unoʋuya, ucaʋuya, asiŋganonoki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 “Kwangosara kanguva kaduku duku uya anonzi achauya ari kuuya, haachanonoki; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 “Kwangosara kanguva kaduku duku uya anonzi achauya ari kuuya, haachanonoki; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Nokuti kanguva kaduku duku kasara, “Iye anouya, achauya, asinganonoki. Viz kapitola |