Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 10:2 - Shona Bible 1949 revised 2002

2 Dai zvakanga zvakadaro, zvingadai zvisina kupera kubayirwa here? Nokuti vanonamata, kana vakanga vanatswa kamwechete, vangadai vasina kuzoyeudzwa zvivi zvavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 ɗai ɀakaŋga ɀakaɗaro, ɀiŋgaɗai ɀisina‐kupera kuɓayirwa here? Nokuti ʋanonamata, kana ʋakaŋga ʋanatswa kamŋe cete, ʋaŋgaɗai ʋasina‐kuzoyeʋudzwa ɀiʋi ɀaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Dai mutemo waigona, zvibayiro zvingadai zvisina kuregerwa kupirwa here? Dai kuri kuti vanamati vakanatswa chakamwe vangadai vasinganzwe kuti vane chitadzo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Dai mutemo waigona, zvibayiro zvingadai zvisina kuregerwa kupirwa here? Dai kuri kuti vanamati vakanatswa chakamwe vangadai vasinganzwe kuti vane chitadzo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Dai zvaigona kudaro, zvingadai zvisina kupera kubayirwa here?

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 10:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy