ƲaFiripi 2:29 - Shona Bible 1949 revised 200229 Naizvozvo mumugamuchire muna Ishe nomufaro wose, uye mukudze vakadai; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Naiɀoɀo mumugamucirei munaShe nomufaro wose, ʋuye mukudze ʋakaɗai; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Nezvo mugamuchirei nomufaro muna Tenzi. Remekedzai vanhu vakadai Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Nezvo mugamuchirei nomufaro muna Tenzi. Remekedzai vanhu vakadai Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Mugamuchirei muna She nomufaro mukuru, uye mukudze munhu akaita saiyeye, Viz kapitola |