ƲaFiripi 2:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 Asi munoziva kutendeka kwake, kuti akabata pamwechete neni paVhangeri, somwana anobatira baba vake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi munoziʋa kutendeka kwake, kuti wakaɓata pamŋe cete neni paEvaŋgeri, somŋana unoɓatira ɓaɓa ʋake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Asi hunhu hwaTimoti munohuziva kuti akashanda neni pane zveShoko Rakanaka somwana nababa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Asi hunhu hwaTimoti munohuziva kuti akashanda neni pane zveShoko Rakanaka somwana nababa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Asi munoziva kuti Timoti akaratidza kutendeka kwake, nokuti somwanakomana ana baba vake akashanda neni mubasa revhangeri. Viz kapitola |