ƲaEfeso 6:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 muchibata basa nomwoyo wakanaka, muchizviita sokuna Ishe, musingaitiri vanhu; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 muciɓata nomŋoyo wakanaka, muciɀiita sokunaShe, musiŋgaitiri ʋanhu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Munofanira kuita basa renyu nechido sokunge muri kuriitira Tenzi kwete sokunge muri kuriitira vanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Munofanira kuita basa renyu nechido sokunge muri kuriitira Tenzi kwete sokunge muri kuriitira vanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Mushande nomwoyo wose, sokunge munoshandira Ishe, kwete munhu, Viz kapitola |