ƲaEfeso 6:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 ndakamutuwa kwamuri neshoko iri, kuti muzive zvinhu zvedu, anyaradze mwoyo yenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 ndakamutuma kwamuri neshoko iri, kuti muziʋe ɀinhu ɀeɗu, anyaradze mŋoyo yenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ndamutumira ikoko nechikonzero ichochi kuti muzive kuti takadii kuno uye kuti akusimbaradzei mwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Ndamutumira ikoko nechikonzero ichochi kuti muzive kuti takadii kuno uye kuti akusimbaradzei mwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ndiri kumutuma kwamuri nokuda kwechinangwa ichi, kuti muzive zvatiri, uye kuti akukurudzirei. Viz kapitola |