ƲaEfeso 5:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Nokuti chibereko chechiedza chiri mukunaka kwose, nokururama, nechokwadi, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 (Nokuti ciɓereko ceciedza ciri mukunaka kwose, nokururama, neɀokwaɗi), Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Muchero wechiedza unowanikwa mune zvakanaka zvose nomune zvakarurama nezviri pachokwadi.) Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Muchero wechiedza unowanikwa mune zvakanaka zvose nomune zvakarurama nezviri pachokwadi.) Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 (nokuti chibereko chechiedza chino kunaka kwose, kururama nechokwadi) Viz kapitola |