ƲaEfeso 5:31 - Shona Bible 1949 revised 200231 Naizvozvo munhu achasiya baba vake namai vake, anamatire mukadzi wake; ivavo vaviri vachava nyama imwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Naiɀoɀo munhu ucasiya ɓaɓa ʋake namai ʋake, anamatire mukadzi wake; iʋaʋo ʋaʋiri ʋacaʋa nyama imŋe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Nokuda kwaizvozvi murume anosiya baba vake naamai vake achibatanidzwa nomudzimai wake. Vose vari vaviri vachiva nyama imwechete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Nokuda kwaizvozvi murume anosiya baba vake naamai vake achibatanidzwa nomudzimai wake. Vose vari vaviri vachiva nyama imwechete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 “Nokuda kwaizvozvi, murume achasiya baba namai vake uye asanganiswe nomukadzi, uye vaviri vachava nyama imwe chete.” Viz kapitola |