ƲaEfeso 5:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Asi upombwe, netsvina yose, kana kuchiva, ngazvirege kurehwa pakati penyu, sezvinofanira vatsvene; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Asi ʋupombge, netȿina yose, kana kuciʋa, ŋgaɀirege kurebga pakati penyu, seɀinofanira ʋatȿene; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Sechinhu chinokodzerana navatsvene, pakati penyu hapafaniri kana kudomwa zvako upombwe nezvinhu zvose zvakaora kana makaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Sechinhu chinokodzerana navatsvene, pakati penyu hapafaniri kana kudomwa zvako upombwe nezvinhu zvose zvakaora kana makaro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Asi pakati penyu hapafaniri kutaurwa kunyange zvoupombwe, kana tsvina yemhando ipi zvayo, kana kukara, nokuti izvi hazvina kunaka kuvanhu vatsvene vaMwari. Viz kapitola |