ƲaEfeso 5:14 - Shona Bible 1949 revised 200214 Saka iye anoti, “Muka iwe uvete, muka kuvakafa, Kristu achakuvhenekera.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Saka iye unoti: Muka iwe uʋete, muka kuʋakafa, Kristu ucakuvenekera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndokusaka zvichinzi; “Muka iwe uvete, muka muvakafa, Kristu achakuvhenekera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndokusaka zvichinzi; “Muka iwe uvete, muka muvakafa, Kristu achakuvhenekera.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 nokuti chiedza ndicho chinoratidza zvinhu zvose. Ndokusaka zvichinzi: “Muka, iwe muvati, muka kubva kuvakafa, Kristu achavhenekera pauri.” Viz kapitola |