ƲaEfeso 4:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Zvino kuti, “Akakwira, chinyiko,” asi kuti, akaburukawo kumativi ari pasi penyika? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 (Ɀino kuti: Wakakwira, cinyiko, asi kuti, wakaɓuruka ʋo kumatiʋi ari pasi penyika? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ko, kuti akakwira kumusoro kunoreva kuti kudii? Kunorevawo kuti akambodzika pasi pasi penyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ko, kuti akakwira kumusoro kunoreva kuti kudii? Kunorevawo kuti akambodzika pasi pasi penyika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 (Zvinorevei kuti “akakwira” asi kuti akaburukawo kumativi ari pasi penyika? Viz kapitola |