ƲaEfeso 4:26 - Shona Bible 1949 revised 200226 Tsamwai, musingatadzi; zuva ngarirege kuvira muchakatsamwa; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Tsamŋai, musiŋgatadzi; zuʋa ŋgarirege kuʋira mucakatsamŋa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Kushatirwa mungashatirwe zvenyu asi musapare chitadzo. Musavidze zuva makashatirwa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Kushatirwa mungashatirwe zvenyu asi musapare chitadzo. Musavidze zuva makashatirwa Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “Mukutsamwa kwenyu, musatadza.” Musarega zuva richivira muchakangotsamwa, Viz kapitola |