ƲaEfeso 4:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 kudzamara isu tose tisvike paumwe hwokutenda nokuziva Mwanakomana waMwari, napamunhu wakura, napachiyero choukuru hokuzara kwaKristu; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 kudzimana isu tose tiȿike paʋumŋe bgokutenda nokuziʋa Mŋanakomana waMŋari, napamunhu wakura, napaciyero coʋukuru bgokuzara kwaKristu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 kusvikira tose tave vamwechete muchitendero nomukuziva Mwanakomana waMwari kusvikira tave vanhu vabve zano kusvikira tava nechimiro chaKristu chizere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 kusvikira tose tave vamwechete muchitendero nomukuziva Mwanakomana waMwari kusvikira tave vanhu vabve zano kusvikira tava nechimiro chaKristu chizere. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 kudzamara isu tose tasvika pahumwe mukutenda uye nomukuziva Mwanakomana waMwari napamunhu akura, asvika pachiyero chose chokuzara kwaKristu. Viz kapitola |