ƲaEfeso 4:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 Akaburuka ndiye akakwirawo kumusoro-soro kwedenga rose, kuti azadzise zvose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Wakaɓuruka ndiye wakakwira ʋo kumsoro‐soro kweɗeŋga rose, kuti azadzise ɀose). Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Iye akadzika ndiyewo akakwira kumusorosoro kwamatenga ose kuti azadze zvinhu zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Iye akadzika ndiyewo akakwira kumusorosoro kwamatenga ose kuti azadze zvinhu zvose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Iye akaburuka ndiye chaiye akakwira kumusoro-soro kupfuura kudenga denga, kuitira kuti azadze pasi pose.) Viz kapitola |