ƲaEfeso 3:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 kuti zvakanga zvakavanzika zvakandizivisa pakuzarurirwa, sezvandakambokunyorerai namashoko mashoma; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 kuti ɀakaŋga ɀakaʋanzika ɀakandiziʋiswa pakuzarurirwa, seɀandakambokunyorerai namashoko mashoma; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 rokuti zvakavandika zviya zvakaziviswa kwandiri muchiratidzo, sokunyora kwandakaita muchidimu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 rokuti zvakavandika zviya zvakaziviswa kwandiri muchiratidzo, sokunyora kwandakaita muchidimu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 kuti chakavanzika chakaziviswa kwandiri nokuzarurirwa, sezvandakatonyora muchidimbu. Viz kapitola |